Jah Prayzah |
Jah Prayzah has been attacked left, right and center after he posted a pray on his facebook page, which most of his fans thought was not sincere or was just a formality. See the prayer below as posted on his facebook page:
Mwari varikumusoro kudenga, ndimi makatipa Zimbabwe nezvose zvirimukati mayo. Kwatakabva nekwatirikuenda ndimi munoziva.
Chishuwo chemumwe nemumwe arimunyika ino yeZimbabwe ibudiriro yenyika.
Pachaitika zvose zvichaitika ngazvive zvinotungamidza mukubudirira kwedu isu Zimbabwe.
Inini, Mukudzeyi Mukombe, Jah Prayzah, ndinokumbira kuZimbabwe yose vehama, kuti musadeura ropa kana kushungurudza mweya yevanhu.
Ndinokumbira kubatana nekuti tiyeuke kuti; kuti tinzi Zimbabwe ndiwe neni,dakara mwari aropafadza nyika yedu yakanaka, ZIMBABWE
Mwari, ivai nesu. Amen
See comments left on his Facebook page below:
Fan1: Words of wisdom but he is being very careful with his words so that he doesn't offend his masters Zanu-pf at the same time making show he has at least said something so as to keep fans attending his shows. Read more comments below....
Fan 2: Jha endai kunoimbira zanu makasununguka stop placing words carefuly its either you are with us or you are not it was nice knowing you before we knew who you realy are . You might as well go and get your helmet and buton for all we care taneta hatichada batanai nevamwe tiwake zimbabwe
Fan3: Im not moved by his words at all where was he wen others were at the court vana mucheka dzafa noo he should have said something why now macelebrity emuzimbabwe muno shamisa pamuchaona kuti haumuna kungwara wen pple boycot ur shows thats it
ZFan 4: vakasara zvawanyora apa Jah prayzah ,I used to like u but that's old news now! Taurawo ka ma hash tag arikutaurwawo pa facebook ...e.g #taneta asi hauna kuneta? #tajamuka #thisflag #pastorevanis free -asi hausi kuziva zvirikuitika. U can choose one hashtag apo. Ndakubatsirawo.
No comments:
Post a Comment